audio
audioduration (s) 10.3
20
| transcript
stringlengths 25
349
|
|---|---|
Testamende idzva, ichiverengwa muchishona sekutsikiswa kwayakaitwa pamakaseti neboka re PRM International, P.O. Box 21265, Nairobi, Kenya. Vachibatsirana neBible Society yeZimbabwe, P.O. Box 1081, Harare, Zimbabwe
|
|
Zvino Josefa murume wake, zvakanga ari munu wakarurama, wakafunga kumuramba chinyararire asingade kumunyadzisa. Zvino wakati achirangarira izozo, wona mutumwa washe wakazviratidza kwaari pakurota akati, Josefa mwanakomana waDaviti, usa...
|
|
Anga achifanana nezguno murume akachinjira, akavaka imba yake paruware. Mvura ikanaya, mvura zhinji ikauya, mitutu ikabvuvuta ikarova imba iyi, ikasawa, nokuti yakanga yakateyiwa paruware.
|
|
Kape, rose rija rata kanzwa, rakaitwa mukapera naume, ibva wazviita o muno munyika yako? Akati: Zirokwanzo dinoti kwamuri, hakuna muprofita anotendwa munyika yake chete. Asi, dinokuudza ishoko rirerecho kwadire kuti:
|
|
MuIsraeri makanga mune chirikadzi zhinji pamasvaya Eria, panguva iya yakafigwa denga, makore matatu nemwedzi mitanhatu. Nzara huru ikavapo panyika yose. Asi Eria haana kutumwa kunomumwe wavo kwete, asi wakatumwa...
|
|
Karepta, Bedzi, munyika yaSidoni. Kumukadzi waiva chirikadzi. Uyewo, muIsrael makanga muna vazhinji vaiva nemaperembudzi pamazuva emporofita Erisha, asi hakuna mumwe wavo wakanatswa kunze kwaNaamani, muSiria oga.
|
|
Vose vakanga vari musinagoge vakatama zvikuru vachinzwa izvi. Vakasimuka vakavava mudzvimbirakunze kweguta. Vakaenda navo kumawere egomo, pakanga pakavakirwa guta ravo, kuti vamusundidzireko. Asi iye akapinda napakati pavo.
|
|
akaenda zake. Jesu anoporesa munhu aiva nemweya wakaipa muKapenaume. Zvino wakaburuka achienda kuKapenaume, raiva guta regarireya. Akasiva dzidzisa pamazuva eSabata. Wakashamiswa nekudzidzisa kwake, nokuti
|
|
Shokorake rakangarine simba. Yunomusinagoge imomo makange mune munhu, wava nomweya wakaipa, wetwina. Iye akaridza mere nezwi guru achiti, "Haiwa tine mhosva yeiko nemi Jesu weNazareta? Mauya kuzotiparadza kani? Ndino kuzivei?
|
|
kuti ndimani, ndimi mudzvene waMwari. Ipapo Jesu akauraira achiti, Nyarara, buda mumari. Mweya wakaipa ukamuwisira pasi pakati pavo, ukabuda maari usinga kutombomukuvadza. Vakabatwa nekushamiswa vose.
|
|
Vakataurirana vachiti, "Iri ishoko iko, nekuti anoraira mhepo yachena nechikuriri nesimba, ichibva yabuda." Mukurumbira wake ukanzwikwa kumativi ose enyika yakapoteredza. Jesu anoporesa mai vomukadzi.
|
|
Wapetros navamwe. Zvino wakasimuka musinagoge, akandopinda mumba maSimoni. Mai vomukadzi waSimoni vakanga vachirwara nomuviri waipisa kwazvo. Vakavakumbirira kwaari. Ipapo wakakotamira pamusoro pavo.
|
|
Akaraikira kupisa komuviri wavo kukavarega. Vakasimuka pakarepo vakavashandira. Kuzoti zuva rovira, vose vaiva nevanorwara nezvirwere zvizhinji vakauya navo kwaari. Akaisa maoko ake pamusoro pomumwe nemumwe wavo.
|
|
Uyezve mumwe nomumwe anonzwa mashoko angu aya akasaaita, angafananidzwa nemurume benzi akavaka imba yake pajeti. Mvura ikanaya, mvura zhinji ikauya, mitutiriikabvuvuta, ikarova imba iyo, ikawa.
|
|
Akavaporesa. Nomweya yakaipa yakabuda muvajinji, ichiridza mhere ichiti: Ndimi mwanakomana waMwari. Asi, wakairaira. Akasa itendera kutaura nokuti yakanga ichiziva kuti ndiye Kristu. Kuzoti kwaedza,
|
|
Wakabuda akaenda kurenje. Zvinhu vanhu vazhinji vakamutsvaka, vakasvika kwaari, vakaedza kumudzivisa kuti arege kuva kwavari. Asi wakati kwavari, "Ndinofanira kuparidzira mamwe maguta o, evhangeri youshe waMwari, nokuti ndizvo zvandakatumirwa."
|
|
Ruka, chitsauko chechishanu: Kubatwa kwewove zhinji. Zvino kuzoti vanhu vazhinji vachimutsikirira kuti vanzwe Shoko raMwari, iye amire pagungwa reGenesareti. Akaona magwa maviri ari pagungwa, asi vabati vewove vakanga vasviko.
|
|
Vabuda maari, baba kusuka mimbure yavo. Akapinda munerimwe igwa, raiva raSimoni, akakumbira kwaari kuti ambova pamaombekombe zvishoma. Zvino akagara, akadzidzisa vanhu vazhinji arimo mugwa. Kuzoti apedza kutaura, akati kuna Simoni:
|
|
Enda ikuno nyudza, muregedzere mimbure yenyu mo mugobata." Simoni akapindura akati, "Tenzi, takatambura usiku hwose tikasabata chino; asi nokuda kwokutaura kwenyu, ndicharegedzera mimbure mumvura." Vakati vachidaro,
|
|
Zvino vakakuwawo ove zhinji, mbure yavo ikavharuka. Zvino vakaninira vamwe vavo vaive munerimwe igwa kuti vauye kuzovabatsira. Vakauya vakazadza magwa ose ari maviri akanga otoda kunyura. Zvino
|
|
Simoni Petrozi wakati achiona izvi, akazwiisira pasi pamavhi aJesu akati, "Ishe, ibvai henyu kwandiri, nokuti ndiri mutadzi." Nokuti iye navaose vaaiva navo vakanga vashamiswa nokuwanda kwehove dzavakanga vabata.
|
|
Ndizvo zvakaita vana Jakobosi naJohwani, vanakomana vaZebhedhia, vaiva shamwari dzaSimoni. Ipapo Jesu akati kuna Simoni, "Usatya zvako; kubva zvino uchabata vanhu." Zvino vakati vaisa magwa kunyika, vakasiya zvose vakamutevera.
|
|
Kuporeswa komunhu aiva namaperembudzi. Wakati ava munharimwe guta, tarira kwakanga kuna mumwe murume aiva namaperembudzi muviri wose. Rino achiona Jesu, akazuisira pasi nechiso, ndokukumbira kuti,
|
|
akabata achiti, "Ishe, kana muchida henyu munogona kundinatsa." Ipapo akatambanudza ruoko akamubata achiti, "Ndinoida chinatswa hako." Pakarepo maperembudzi akabva kwaari. Akamurayira kuti, "Asaudza munhu.
|
|
Kuwakwa kwayo kwakava kukuru, chesaka trapidza mashoko iwaya vanhu vazhinji vakashamiswa nekuzvidzisa kwake, nekuti wanga ashiwa dzidzisa sezvinota munane simba asingaiti savanyori wavo.
|
|
Akati, "Enda undozviratidza kumupristi. Ubaire mwari pamusoro pakunatswa kwako sezvakaraidzwa naMozisi chigova chapupu kwavari." Asi mukurumira wake wakaramba uchingopararira. Vanhu vazhinji vazhinji vakaungana kuzo.
|
|
zwaaitaura, nokuporeswa matenda avo, asiye vakaenda kumarenje kundo namata, kuporeswa komunhu vakanga akafa mutezo. Zvino kuzoti achidzidzisa nerimwe rama zuva iwayo, pakanga pagere vaFarisi
|
|
Navadzidzi veMuraire, vaibva kumisha yese yegarire ya ne Judhea neJerusarema. Simbarashe rakangariripo rekuti aporese. Jinotarira vamwe varume vakange vakatakura munhu, wakanga akafamitazvo, ari pambeda.
|
|
Vakachaka kupi na naye kuti vagumise pamusoro pake. Zvino vakati vachishaiwa pavanga mupinza napo, nekuda kwavano vazhinji, vakakwira pamusoro peimba, vakamuburutira mo, mukati nomu mbedha wake pamusoro paJesu, vapinda.
|
|
Na pama taera. Rinhu ashiwona kutenda kwavo akati, "Murume we, waregererwa zvitadzo zvako." Vanyori navaFarisi vakatanga kufunga vachiti, "Ndiyani kuuuyo anotaura achishora Mwari? Ndiyani ko angaregerere zvitadzo kunze kwaMwari oga?"
|
|
Zvino Jesu, achiziva pfungwa dzavo, akapindura akati kwavari, "Munofungeiiko mumoyo yenyu? Chakareruka ndechipi pakati: 'Waregererwa zvitadzo zvako,' kana kuti, 'Simuka ufambe'? Asi kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu anesimba
|
|
imba panyika, rokure gerera zvitadzo. Akatukuno wakafa mitezo. Ndinooti kwauri, simuka, utore mbhedha wako uyende kumba kwako. Akasimuka, pakarepo pamberi pavo akatora chaakanga avhete pamsoro pacho akaenda kumba kwake.
|
|
Achirumbidza Mari, vakashamiswa vose, vakarumbidza Mari vakachikwaajo vachiti, "Nasi taona madambi kudanwa kwerevi." Shure kwaizvozvo, akabuda, akaona muteresi wainzi Revi agere paita reserwa, akati kwaari,
|
|
Nditevere, iye akasiya zvose, akasimuka akabva amutevera. Revhi akamuitira mutambo mukuru mumba make, zvino paiva nechita chikuru chavateresi nevamwe vakange vagere navo pakudya. Vafarisi navanyori vavo
|
|
Vakan'unyutira vadzidzi vake vachiti, Munodzireiko na vaTeresi navaTadzi nokunwa navo? Jesu akapindura akati kwavari, Vasingarwari havatsvaki nganga, asi vanorwara. Andina kuuya kuzodana vakarurama kwete, asi vatadzi kuti vapinde
|
|
Mateu chitauro chechisere, Jesu anoporesa munhu waiva namaperembudzi. Wakataburuka mugomo, vanhu vazhinji vazhinji vakamutevera. Zvino tarira munhu ane maperembudzi akauya kwaari.
|
|
nduke. Kuzvinyima zvokudya, zvinovakati kwaari, "Vadzidzi vaJohane vanozvinyima zvokudya kazhinjiwani, vachita minamato, uye vavaFarisi vanodaro; asi venyu vanoodya nokunwa." Jesu akati kwavari,
|
|
Mungazive se shamari dzechikomba kuchema chikomba chiri pavari here? Asi mazuva achazosvika, zvino namazuva iwayo vachazonyima chokudya kana chikomba chazobviswa pavari. Zvino vakataura zve navo nomufananidzo akati,
|
|
Hakuna munhu anobvarura chiremo pahanzu itsva akachiisa pahanzu yakasakara kwete. Kana akadaro, acha bvarura hanzu itsva, uyere chiremo chehanzu itsva achinganzwani neyakasakara. Hakuna munhu angadirewai
|
|
Waini ichwa muwombodo tsaru, kana akadaro waini ichwa inozoparura wombodo idzo, iyo waini ikateuka, nehombodo dzikasarawo. Asi waini ichwa inofanira kudirwa muwombodo ichwa. Uye hakuna munhu anoti kana anowa waini
|
|
Ruka, chikamu chechitanhatu, Jesu ndishe weSabata. Zvino nomusi weSabata, wakafamba napakati peminda ezhiyo, vazidzi vake vakatanga uwura, vakajga, vachizvipukutira mumawoko. Zvino vamwe vafarisi vakati kwavari,
|
|
Ko munoiti rei iko zvisina kutenderwa kuitwa nomusi wesarabata? Jesu akavapindura akati, Ko hamuna kurava here zvakaitwa na Dhavhidhi musi wa akanga azia iye nevai vanavo, kuti wakapinda mumba mamwari akatora zvingwa
|
|
Kuratidza akazvijga akapawo vamwe vake. Zvinhu izviwozo zvakanga zvisina kutenderwa kujgiwa asi kungojgiwa navaprista voga. Akati kwavari, “Manakoma naomunu, ndiche wese Bhatta.” Kuporeswa komunu waiva neruoko rwakako kunyara.
|
|
Zvino nerimwe Sabata, wakapinda musinagogo akadzidzisa. Zvino maiva nemumwe wakanga anorurwo korwu rujgi wakakoko nyara. Vanyori nevafarisi vakamutarisisa kuona kana angamuporese nemuswe Sabata kuti vawane mhosva.
|
|
ndakagamuchira mupomere. Asi iye, vakaziwa mifungo yavo, akati kumunhu wakanga aneruoko rwakakokonyara. "Sumuka umire pakati pevanhu." Akabva asimuka akamira. Zvino Jesu akati kwavari, Ndombobvunzai shoko iri. Ko, zvakatenderwa here?
|
|
Rwe kuita zvakanaka kana kuita zvakaipa neSabata, kuponesa munhu kana kumuuraya? Ipapo akaringarenga, achivatarira vose, akati kumunu uya, tambanudza ruoko rwako. Akadaro ruoko rwake rukapora. Zvino vakati
|
|
Akamufugamira akati, "Iwe She, kana muchida, mungagona kundinatsa." Akatambanudza ruoko rwake, akamubata akati, "Ndinoona, chinatswa." Dekarepo maperembudzi ake akava. Jesu akati kwaari,
|
|
Samakwazvo, vakataurirana pachavo vachiti, 'Jesu uyu, tomudiniiko nai?' Jesu anodana vadzidzi vake. Namazuva iwayo, akabuda akaenda kugomo kundonamata. Akavata usiku hwose achinamata kuna Mwari.
|
|
Panguva iyedzva akadanavadzidzi vake, akasarudzwa kwavari vane gumi navaviri, vaakazotumidza zita rekuti vapostori. Kunoti Simon, waakatumidzawo zita rekuti Petroso, naAndirea munun'una wake, naJakubos naJohane naFiripi
|
|
nabha Tadhomio, naMatheo, naTomasi, naJakobhosi mwanawa Afirosi, naSimoni wainzi Zerote, naJudasi mwanawa Jakobhosi, naJudasi Iskarioti wakazo mupandukira. Zvino wakaburuka navo akandomira panzvimbo
|
|
Pakaenzana, ana vadzidzi vake vazhinji nechita chavanhu vaibva Judhiya kose neJerusarema nokumaombecombe egungwa Retire neSidoni. Ivo vakanga vauya kuzonzwa zvaaireva nekuzoporeswa matenda avo.
|
|
uye vaya vakanga vachitambudzika nemweya yetsvina vakaporeswa. Vanhu vazhinji vose vakatsaka kumu nyangata nokuti simba rakabuda maari akavaporesa vose. Maridzo yaJesu.
|
|
Wakasimudza meso ake achitarira vadzidzi vake akati, "Makakomborerwa imi varombo nekuti ushe waMwari ndowenyu. Makakomborerwa imi munenzara zvino nekuti munozogutwa. Makakomborerwa imi munochema zvino,
|
|
Nokuti munozvoseka, makokomborerwa kana muchivengwa navanhu vachiramba kuadzana nemi vachikutukai vachidzima zita renyu sechinu chakashata nokuda kwanaKomanawo Wemunhu; farai zvenyu nezuva iroro mupembere.
|
|
Nokuti onai, mubayiro wenyu kudenga mukuru, nokuti vaprofita vakaitirwa saizvozvo namadzibaba avo. Asi muchaone namo imi vafumi, nokuti matogamuchira kunyaradzwa kwenyu; muchaone namo imi makaguta zvino, nekuti muchazovane.
|
|
Muchawana nhamo imi munoseka zvino, nekuti munozochema nokuungudza. Muchawana nhamo kana vanhu vose vachikureverai zvakanaka, nokuti vaprofita venhema vakaitirwa saizvozvo namadzibaba avo.
|
|
Kuva norudo navavengi. Asi ndinoti kwamuri, imi, munonzwa zvandinoreva. Idaivavengi venyu, vaya vanokuvengai muvaitire zvakanaka, komborerai vaya vanokutukai, munyengeterere vaya vanokutambudzai.
|
|
Tarira, usaudza munhu, asi enda uzviratidze kumupristi, ugopamwari chipo, chakarayirwa naMozisi kuti chiwe chapupu kwavari. Jesu anoporesa muranda womukuru wezana.
|
|
Mushonai, munhu anokurwapa padama, umurinzweze rimwe; anokutorera bachi, usamurambidza kutora nehembe wo. Chero anokukumbira chinhu, umupe; naanokutorera zvinhu zvako, usazozvireveze chete. Uye
|
|
Pamuno tapudza vanhu, vakuitirei napo? Muvaitirewo saizvozvo. Kana mushingo wavaaya vanokudai, mungagova nokutenda kwenyu, nekuti vatadzi vanodaovaya vanovada. Kana mushingo waita zvakanaka kuna vaya, vanokuitirai zvakanaka.
|
|
Mungagova nekutendwa kwechokwadi, nekuti vatadzi vanodarowo. Uye kana muchingokweretwa navaya vamunoti vanozodzosa, mungagova nekutendwa kwechokwadi. Vatadzi vanokweretwawo wani nevamwe vatadzi kuti vagodzorerwa zvakafanana.
|
|
Asi idai vavengi venyu, muvaitire zvakanaka. Mukweretwe, musingafungi zvekuzodzoserwa zve. Ipapo mubayiro wenyu unozova mukuru, mugova vanakomana vokumusorosoro, nekuti iye anomoyo munyoro.
|
|
...vongi navakaipa. Ivai netsitsi sababavenyu vanetsitsiwo. Kutonga vamwe. Musatonga nemi hamungazotongwiwo; musapavanhu mhosva, nemi hamungazopiwawo mhosva. Sunungurai, nemi muchas...
|
|
Ipai nemi muchapiwao. Muchapiwa chiyereso mumawoko enyu chakanaka, chakatsikirirwa, chakasunguzirwa, chino mupfunga. Nokuti nechiyereso chamunoera nacho, muchayerwao nacho." Wakavaudza pamusoro
|
|
Koko bofu ringatungamirire rimwe bofu here? Haangawiri mugomba ose arimaviri here? Muzidzi haangavi mukuru kumudzidzisi wake kwete, asi mumwe nomumwe kana azo kwaniswa achava somudzidzisi wake.
|
|
Ko, unoone reiiko chinoi chiri muziso reama yako? Izo tanda riri muziso rako usingariwoni. Ungagone sei iko kureva kuama yako kuti, "Amaiwe, regandibvise chinoi chiri muziso rako," usingagoni danda riri muziso rako iwe?
|
|
Iwe munyangiri, changuva bvisa dandra muziso rako, ipapo uchazona toona kubvisa chinoi chiri muziso rehama yako. Nokuti hakuna muti wakanaka unobereka zvibereko zvakaipa, kana muti wakaipa unobereka zvibereko zvakanaka kwete. Nokuti muti mumwe nomumwe unozikanwa
|
|
Nezvibereko zvavo, nekuti vanhu havatani maonde paminzwa, uye mazambiringa haatanhwi parukato. Munhu akanaka anobuditsa zvakanaka pafuma yakanaka yomoyo wake, wakaipa anobuditsa zvakaipa pane zvakaipa zvemoyo wake.
|
|
Kuzotapinda mukapena ome, mumamukuruwe zana aka uya kwaari, akakumbira zvikuru kwaari achiti, "Ishe, murandorongwa wete kumba, akafami tezo, achirwa zvino kwazvo.
|
|
Nokuti muromo unotaura jizere pamwoyo. Mufananidzo weimba yakavakirwa paruware. Nemhosha yeiko, muchinditi ishe, ishe, asi musingaiti zvandino reva? Mumwe nomumwe anouya kwandiri akanzwa mashoko angu, akaita.
|
|
Ndichakurati dzaii waakafanana naye. Wakafanana nemunhu, wakata achivaka imba. Akachera akadzikaidza. Akaiiteya paruware, zvino mvura zhinji ichizouya, rukoowa rukarova imba iyoyo, ikasagona kuizunungusa.
|
|
Nokuti yakanga yakavakwa kwazvo, asi uya anonzwa asingaiti, wakafanana nemunhu akavaka imba pavu isina neyo, rukova ruchizorova pairi, yakawa pakarepo, kuputsika kweimba iyo kunava kukuru.
|
|
Ruka, chitsauko chechinomwe. Jesu anoporesa muranda wemukuru wezana. Zvino azopedza kutaura mashoko ake ose, munzeve dzavanhu wakapinda mukaperenaume. Zvino muranda womumwe mukuru wezana waida,
|
|
mushandi achirwara, achitotandadza. Shino kuzoti anzwa zvakajesu, wakatuma vakuru, baba Judha kwaari, achikumbira kuti auye kuzoporesa muranda wake. Ivo vakati vachisvika kuna Jesu, vakamukumbira kwazvo vachiti, munhu uyu wakafanira kuti
|
|
Mumwe yetere izozo, nekuti anoda ruzivo redu, uye ndiye wakati vakira sinagogi redu. Jesu akaenda navo. Zvino ava pedyo neimba, mukuru wezana akatuma shamwari dzake kundo oti kwaari, "Ishe, musazvitambudza henyu.
|
|
Nekuti handina kufanirwa kuti mupinde mumba mangu; naizvozvo ndati, handifanire kuuya kwamuri, asi tauraya rimwe shoko, muranda wangu agopora. Nekuti neniwo ndiri munhu wakaiswa kuti arairwe navamwe, ndinavarwi pasi pangu.
|
|
Kuno mumwe ndinoti chienda, achienda; kuno mumwezve ndinoti chiuya, achiuya; uye kumuranda wangu ndinoti ita chichi, achichiita. Zvino Jesu achizvinzwa izvozvo, wakashamiswa naye, akatendeuka akati kuvanhu vazhinji vakanga...
|
|
vakanga vachimutevera, ndikuti kwamuri, handina kumbobona kutenda kwakadai kwete kunyange muIsraeri kwete. Vaya vakanga vatumwa, vakati vazokera kumba, vakandoona muranda apora. Jesu anomutsa mwanakomana wechirikadzi paNaini
|
|
Zvino Nezoveri notevera, wakaenda kuguta rainzi Naini; vadzidzi vake navanhu vazhinji-zhinji vakaenda naye. Zvino kusati osvika pasuo reguta, akaona vanhu vakanga vakatakura munhu wakafa, waiva mwanakomana mumwe oga wamai vake.
|
|
Ndichaporesa, mukuru wezana akapindura akati, Ishe, handina kufanirwa kuti mupinde mumba mangu. Asitauraeni shoko rimwe chete, muranda wangu achapora. Nokuti neniwo ndiri munhu anorairwa.
|
|
Yaiwa, Chirukadzi. Vanhu vazhinji veguta vakanga varipo paari. Zvino ishe achiona mai ava, akawanzvukira tsitsi akati kwavari, "Musachema henyu." Ipapo wakasvika pedyo, akabata wanyanza vaiva vakanga vachitakura munhu.
|
|
ndokubva vamira. Akati, "Jaya, dinoti kwauri, simuka." Uya wakanga afa akabva amuka akagara, ndokutanga kutaura. Akamupa mai wake. Vanhu vose vakabatwa nokushamiswa, vakarumbidza Mwari vachiti, "Pakatipedu
|
|
Pakazouya muprorofita mukuru, uye mari yakashanyira vanhu vake. Shoko iri, pamusoro pake, rakasvika muJudhea rose nemunyika yose yakapoteredza. Johane mubhapatidzi anotuma vadzidzi kunobvunza Jesu.
|
|
Vadzidzi vaJohane vakamuudza zvose izvi. Johane akadana vadzidzi vake vaviri, akavatuma kuna Ishe neShoko rokuti, “Kwandimi here uya wainza ano uya, kana kuno mumwe here watichatarisira?” Zvino varume ava.
|
|
Akasvika panguva iyoyo, Johane Mubapatidzi watituma kwamuri neshoko rokuti: Ko ndimiyere uya wainzi anouya? Kana kuna mumwe here watichaka tarira? Nguva iyoyo akaporesa vanhu vazhinji matenda avo nourwere, nemweya yakaipa namapofu.
|
|
Mapofu mazhinji vakava asinodza meso avo. Akapindura akati kwavari, "Endai mundoudza Johane zvamaona nezvamanzwa, zvokuti mapofu anoona, vakaremara vanofamba, vanamaperembudzi vanonatswa, uye vaiva mapofu vanonzwa.
|
|
Vakafa vanomutsa, navarombo vanoparidzirwa vhangeri. Wakakomborerwa munhu asingagumburwi neni.” Nguva dzaJohane dzakati dzava, akatanga kutaurira vanhu vazhinji vaya, zvaJohane achiti: “Makanga mabuda kundoona iko kurenje?
|
|
Mai ndoona rutsanga runozungunuswa ne mhepo here, ko makanga mabuda kundoona iko? Mai ndoona munhu akapfeka nhanzu dzakanyorovera here? Tarirai, vaya vanopfeka nhanzu dzinobvinyu, ndavano gara zvinosiita kunaka vari mudzimba dzemadzimambo.
|
|
Asi makanga mabuda kundoonaiko? Mainda ona muporofita here? Hongu, ndinoti kwamuri, akadarika muporofita kwazvo. Uyu ndiye uya wakanyorwa, zake kuchinzi, Tarira, ndinotuma munyaya wangu mberi kwako.
|
|
tagu gadzirira nzira yako mberi kwako. Ndinoiti kwamuri: Hakuna mukuru kuna Johane mubhabhatidzi panava kaberekwa navakadzi kwete, asi uyo ari muduku muushe waMwari mukuru kwaari. Zvino vanhu vose na vateresi vakati vachizvinzwa
|
|
Ndinoarawepa Spangu, ndinoti kunomumwe enda achienda, kunomumwe ndinoti uya achiuya, nokumuranda wangu ndinoti ita chichi achiita. Jesaka tiri achinzwa izvozvo, wagashamiswa.
|
|
Lakati, Mwari wakarurama, zvavakanga vabapatidzwa norubapatidzo rwaJohane. Asi vaFarisi navadziri vemurayiro vakaramba zvakafunga Mwari pamusoro pavo, vakazazobapatidzwa naiye. Naizvozvo, vahunovhurudzwa
|
|
Vana vechizurgu, ndichavafananidza neiiko? Vakafanana nei? Vakafanana navana vaGeri pamusika, vanotadzirana vachiti: Takakuridzira inyere, asi hamuna kudzana kwete. Takaunguza, asi hamuna kuchema kwete. Nekuti Johani mubapatidzi wakauya
|
|
uye asingagari chingwa uye asinganwi waini dzukei moti: Anumweya wakaipa. Manako manomunu wakauya achizga nokunwa dzukei moti onai munu anokara uye anoraradza neshamari yavaTerezi navatadzi, asi
|
|
Mukengehri, wakapembedzwa navana vavo vose. Jesu anodirigwa mafuta nomukadzi mutadzi, zvino mumwe wavafarisi wakakumbira kuti azogara naye. Akapinda mumba mumfarisi uyu, akagara pakudya.
|
|
Muguta imomo makanga muno mukadzi waiva mutadzi. Iye wakati anzwa kuti agere pakudya mumba momuFarisi, akauya nechinhu cheari bhastara, chaiva namafuta okuzora. Akamira patsoka dzake nechekure kwake achingochema, akatanga
|
|
kunyorodza tsoka dzake, nemisodzi, akazipukuta nevhudzi romusoro wake, ndokusetadzoka dzake, ndokuzizodza namafuta. Zvino uya mufarisi wakanga amudana wakata achaizwona, wakataura nechomoyo achiti, Dai munhu uyu waiva muporofita,
|
|
Ankadai aiziva kuti mukadzi uyu anombata ndiyani, uye kuti wakadini, nokuti mutadzi. Ipapo Jesu akapindura akati kwaari, Simoni, ndine shoko newe. Akati: Taura henyu, Muzidzisi. Jesu akati: Kwaiva navanhu vaviri.
|
|
Zviri, vakatora zvikwereti panemumwe munu, waikweretwa. Mumwe wakanga akwereta madenari anemazana mashanu, mumwewo makumi mashanu. Zvino kuzoti vashayiwa chokuripanaacho, vakavaregerera zvake vose vari vaviri.
|
|
Zvino ndokupiko, pavari achinyanya kumuda. Simoni akapindura akati, Anditi ndouya wakaregererwa zvikuru. Akati kwaari, Wareva kwazvo. Zvino akatendeukira kumukadzi akati kuna Simoni, Unoona mukadzi...
|
End of preview. Expand
in Data Studio
README.md exists but content is empty.
- Downloads last month
- 58